Judges 15:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakataura naye, ʋakati: Kwete; asi ticakusuŋga, nokukuisa mumaʋoko aʋo; asi ɀirokwaɀo hatiŋgakuʋurayi. Ʋakamusuŋga netambo mbiri itȿa, ʋakakwira naye ʋacibva paɗombo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivo vakati, “Hongu, isu tichangokusunga bedzi tigokuisa mumaoko avo. Hatikuurayi isu.” Saka vakamusunga namabote matsva maviri vakamutungamirira kuruware.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati, “Kwete, tichangokusunga chete tokuisa mumaoko avo, hatizokuuraya.” Vakamusunga netambo mbiri itsva, ndokumubvisa pabako apa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakataura naye, vakati, “Kwete; asi tichakusunga, nokukuisa mumaoko avo; asi zvirokwazvo hatingakuurayi.” Vakamusunga netambo mbiri itsva, vakakwira naye vachibva padombo.
Shona 2009?
Vakataura naye, vakati, "Kwete; asi tichakusunga, nokukuisa mumaoko avo; asi zvirokwazvo hatingakuurayi." Vakamusunga netambo mbiri itsva, vakakwira naye vachibva padombo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakataura naye, vakati, “Kwete; asi tichakusunga, nokukuisa mumaoko avo; asi zvirokwazvo hatingakuurayi.” Vakamusunga netambo mbiri itsva, vakakwira naye vachibva padombo.