Judges 15:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aciȿika Rehi, ʋaFiristia ʋakamupurudzira. Ipapo Mŋeya waJehova akaʋuya pamsoro pake nesimba guru; tambo dzakaŋga dzakasuŋga maʋoko ake dzikafanana norucinda rwakatȿa nomŋoto, ɀisuŋgo ɀake ɀikanyauka pamaʋoko ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati aswedera kuRehi, vaFiristia vakauya kwaari vachidanidzira. Mweya waJehovha wakauya paari nesimba. Mabote akanga ari mumaoko ake akaita sorushinda, uye zvisungo zvikadonha mumaoko ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti asvika kuguta reRehi, vaFirisitia vakauya kuzomuchingura vachipemberera. Mweya waTenzi wakauya paari nesimba. Tambo dzakanga dzakasunga maoko ake dzakadambuka seshinda yefurakisi yatsva nomoto. Tambo dzakanga dzakamusunga ndokubva dzananauka kubva mumaoko ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati achisvika Rehi, vaFirisitia vakamupurudzira. Ipapo Mweya waJehovha akauya pamusoro pake nesimba guru; tambo dzakanga dzakasunga maoko ake dzikafanana noruchinda rwakatsva nomoto, zvisungo zvake zvikanyauka pamaoko ake.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible