Judges 15:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Samsoni akati: Norushaya rwemboŋgoro ndakaʋuraya ɓoka namapoka, Norushaya rwemboŋgoro ndakaʋuraya ʋanamazana anegumi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Samusoni akati, “Norushaya rwembongoro ndavaita mbongoro. Norushaya rwembongoro ndauraya varume chiuru.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samusoni akati, “Norushaya rwedhongi ndakavaita matutu matutu norushaya rwedhongi ndakauraya chiuru chavanhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Samusoni akati, “Norushaya rwembongoro ndakauraya boka namapoka, Norushaya rwembongoro ndakauraya vana mazana ane gumi.”
Shona 2009?
Ipapo Samusoni akati,"Norushaya rwembongoro ndakauraya boka namapoka, Norushaya rwembongoro ndakauraya vana mazana ane gumi."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Samusoni akati, “Norushaya rwembongoro ndakauraya boka namapoka, Norushaya rwembongoro ndakauraya vana mazana ane gumi.”