Judges 15:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Mŋari wakapamura mukaha paRehi, mvura ikaɓuɗa’po; ɀino wakati anwa, mŋeya wake ukadzokera maari, akapona ɀe; naiɀoɀo ipapo pakatumidzwa Enihakori, tsime riri paRehi kuȿikira nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mwari akazarura mukaha muRehi, uye mvura ikabuda mauri. Samusoni akati anwa, simba rake rakadzoka maari uye akamutsiridzwazve. Saka tsime iro rakanzi Eni Hakore, uye richirimo muRehi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari ndokutsemura guvi raiva muRehi makaremo mvura ndokubudamo. Samusoni akamwa akabva anzwa pano moyo, simba rake rikabva radzoka. Zita rechisipiti ichocho rakabva ranzi Enihakore, chichiriko kuRehi nanhasi uno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Mwari wakapamura mukaha paRehi, mvura ikabudapo; zvino wakati anwa, mweya wake ukadzokera maari, akaponazve; naizvozvo ipapo pakatumidzwa Enihakori, tsime riri paRehi kusvikira nhasi.
Shona 2009?
Asi Mwari wakapamura mukaha paRehi, mvura ikabudapo; zvino wakati amwa, mweya wake ukadzokera maari, akaponazve; naizvozvo ipapo pakatumidzwa Enihakori, tsime riri paRehi kusvikira nhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Mwari wakapamura mukaha paRehi, mvura ikabudapo; zvino wakati anwa, mweya wake ukadzokera maari, akaponazve; naizvozvo ipapo pakatumidzwa Enihakori, tsime riri paRehi kusvikira nhasi.