Judges 15:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃaɓa ʋake ʋakati: Ɀirokwaɀo, ndakati wamuʋeŋga kwaɀo; saka ndakamupa shamŋari yako. Ko munuŋuna wake haamupfuʋuri nokunaka here? Mutore hake iye panɀimbo yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Baba vomukadzi wake vakati, “Ndakanga ndine chokwadi chaizvo kuti unomuvenga kwazvo zvokuti ndakamupa kushamwari yako. Ko, munun'una wake haana kunaka kukunda iye here? Chimutora iye panzvimbo yake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakati, “Ndakatosvika pokunyatsofunga kuti, imi hamuchambomuda zvenyu, ndikabva ndamupa zvangu kune muperekedzi wenyu uya. Inga munun'una wake akatonaka kupinda mukoma wake wani. Dai matora zvenyu iyeyo pachinzvimbo chake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Baba vake vakati, “Zvirokwazvo, ndakati wamuvenga kwazvo; saka ndakamupa shamwari yako. Ko mun'una wake haamupfuuri nokunaka here? Mutore hake iye panzvimbo yake.”
Shona 2009?
Baba vake vakati, "Zvirokwazvo, ndakati wamuvenga kwazvo; saka ndakamupa shamwari yako. Ko munun'una wake haamupfuuri nokunaka here? Mutore hake iye panzvimbo yake."
Shona SUB 2002 Bible
Baba vake vakati, “Zvirokwazvo, ndakati wamuvenga kwazvo; saka ndakamupa shamwari yako. Ko munu'una wake haamupfuuri nokunaka here? Mutore hake iye panzvimbo yake.”