Judges 15:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Samsoni akati kwaʋari: ŋguʋa ino handiŋgaʋi nemhoȿa kuʋaFiristia, kana ndikaʋaitira ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samusoni akati kwaari, “Panguva ino ndine mvumo yokuti nditsive kuvaFiristia; ndichavaitira zvakaipa chaizvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samusoni akati kwavari, “Kuwana chii zvacho chandinenge ndaita kumaFirisitia chokuvatsvata, rwendo runo mhosva haisi yangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Samusoni akati kwavari, “Nguva ino handingavi nemhosva kuvaFirisitia, kana ndikavaitira zvakaipa.”
Shona 2009?
Samusoni akati kwavari, "Nguva ino handingavi nemhosva kuvaFirisitia, kana ndikavaitira zvakaipa."
Shona SUB 2002 Bible
Samusoni akati kwavari, “Nguva ino handingavi nemhosva kuvaFirisitia, kana ndikavaitira zvakaipa.”