Judges 15:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Samsoni akandoɓata makaʋa anamazana matatu, akatora mazhenje, akaɓatanidza miswe miʋiri‐miʋiri, ndokuisa zhenje pakati pemiswe miʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akabuda akandobata makava mazana matatu akaasunganidza miswe yawo achiita maviri maviri. Ipapo akaisa zhenje pakati pemiswe miviri miviri yacho
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka Samusoni akandobata makava mazana matatu, ndokuasunganidza miswe yawo ari maviri maviri. Pakati pemiswe miviri yawo yakanga yakasunganidzwa akaisa zhenje romoto.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Samusoni akandobata makava ana mazana matatu, akatora mazhenje, akabatanidza miswe miviri-miviri, ndokuisa zhenje pakati pemiswe miviri.
Shona 2009?
Ipapo Samusoni akandobata makava ana mazana matatu, akatora mazhenje, akabatanidza miswe miviri-miviri, ndokuisa zhenje pakati pemiswe miviri.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Samusoni akandobata makava ana mazana matatu, akatora mazhenje, akabatanidza miswe miviri–miviri, ndokuisa zhenje pakati pemiswe miviri.