Judges 15:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Samsoni akati kwaʋari: Kana mukaita saiɀoɀo, ɀirokwaɀo ndicakutsiʋai, pashure ndigorega.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samusoni akati kwavari, “Sezvo maita kudai, ini handitombomiri kusvikira ndakutsivai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samusoni akavati, “Kana ariwo maitiro enyu aya chokwadi ndinotsidza kuti ndichatokutsividzai ndokuzoenda zvangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Samusoni akati kwavari, “Kana mukaita saizvozvo, zvirokwazvo ndichakutsivai, pashure ndigorega.”
Shona 2009?
Samusoni akati kwavari, "Kana mukaita saizvozvo, zvirokwazvo ndichakutsivai, pashure ndigorega."
Shona SUB 2002 Bible
Samusoni akati kwavari, “Kana mukaita saizvozvo, zvirokwazvo ndichakutsivai, pashure ndigorega.”