Judges 15:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaFiristia ʋakakwira, ʋakandodzika matente aʋo paJuda, ʋakapararira muRehi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaFiristia vakakwira vakandodzika musasa wavo muJudha, vakapararira kusvika pedyo neRehi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaFirisitia vakakwira vakandodzika matendhe avo munyika yaJudha. Vakabva vaita fararira kurwisa guta rose reRehi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaFirisitia vakakwira, vakandodzika matende avo paJudha, vakapararira muRehi.
Shona 2009?
Zvino vaFirisitia vakakwira, vakandodzika matende avo paJudha, vakapararira muRehi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaFirisitia vakakwira, vakandodzika matende avo paJudha, vakapararira muRehi.