Judges 16:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Samsoni wakaenda Gaza, akaʋona’po mukadzi waiʋa cifeʋe akapinda kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rimwe zuva Samusoni akaenda kuGaza, kwaakandoona chifeve. Akapinda usiku kuti andovata naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Samusoni akazoenda kuGaza kwaakaona pfambi akatadza nayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Samusoni wakaenda Gaza, akaonapo mukadzi waiva chifeve akapinda kwaari.
Shona 2009?
Zvino Samusoni wakaenda Gaza, akaonapo mukadzi waiva chifeve akapinda kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Samusoni wakaenda Gaza, akaonapo mukadzi waiva chifeve akapinda kwaari.