Judges 16:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Derira akati kunaSamsoni: Tarira, wandiɗaɗira, nokundireʋera nhema; ɀino cindiʋudza hako kuti uŋgasuŋgwa nei.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Dherira akati kuna Samusoni, “Wandiita benzi; wareva nhema kwandiri. Zvino chindiudza kuti ungasungwa sei?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dheraira akati kuna Samusoni, “Uri kuzvionaka izvi! Wandiita zvako rema nokundiudza nhema. Ndiudzewo kuti ungasungwe sei.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Dherira akati kuna Samusoni, “Tarira, wandidadira, nokundirevera nhema; zvino chindiudza hako kuti ungasungwa nei?”
Shona 2009?
Ipapo Dherira akati kuna Samusoni, "Tarira, wandidadira, nokundirevera nhema; zvino chindiudza hako kuti ungasungwa nei?"
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Dherira akati kuna Samusoni, “Tarira, wandidadira, nokundirevera nhema; zvino chindiudza hako kuti ungasungwa nei?”