Judges 16:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Kana ʋakaŋgondisuŋga haʋo namaɓote matȿa, asina‐kumboɓatisa, ndicashaiwa simba, ndikaʋa somumŋe munhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati, “Kana munhu akandisunga zvakasimba namabote matsva asati amboshandiswa, ndichava munhu asina simba somumwewo munhu zvake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samusoni akati kwaari, “Kana vakandisunga netambo dzavo itsva dzisina kumboshandiswa, ndichava munhu asina simba ndigoitawo sezvakangoitawo munhu wose wose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Kana vakangondisunga havo namabote matsva, asina kumbobatisa, ndichashaiwa simba, ndikava somumwe munhu.”
Shona 2009?
Akati kwaari, "Kana vakangondisunga havo namabote matsva, asina kumbobatisa, ndichashaiwa simba, ndikava somumwe munhu."
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Kana vakangondisunga havo namabote matsva, asina kumbobatisa, ndichashaiwa simba, ndikava somumwe munhu.”