Judges 16:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akamuʋatisa pamabvi ake, akaɗana munhu kuzoʋeʋura mhotsi nomŋe dzevudzi romusoro wake; akataŋga kumumanikidza; simba rake rikabva kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati amurarisa pamakumbo ake, akadana munhu kuti azoveura mhotsi nomwe dzebvudzi rake, nokudaro akatanga kumukunda. Uye simba rake rakabva paari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dheraira akavatisa Samusoni pamakumbo. Akadaidza mumwe murume, akamugera musoro mapfundo manomwe evhudzi ndokutanga kuita zvinhu zvokumurwadzisa, simba rake richabva rapera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akamuvatisa pamabvi ake, akadana munhu kuzoveura mhotsi nomwe dzevhudzi romusoro wake; akatanga kumumanikidza; simba rake rikabva kwaari.
Shona 2009?
Iye akamuvatisa pamabvi ake, akadana munhu kuzoveura mhotsi nomwe dzevhudzi romusoro wake; akatanga kumumanikidza; simba rake rikabva kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akamuvatisa pamabvi ake, akadana munhu kuzoveura mhotsi nomwe dzevhudzi romusoro wake; akatanga kumumanikidza; simba rake rikabva kwaari.