Judges 16:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋakati ʋacimuʋona, ʋakarumbidza mŋari waʋo, nokuti ʋakati: Mŋari weɗu wakaisa mumaʋoko eɗu muʋeŋgi weɗu, nomuparadzi wenyika yeɗu, wakaʋuraya ʋazhinji ʋeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakati vamuona, vakarumbidza mwari wavo vachiti, “Mwari wedu aisa muvengi wedu mumaoko edu, iye akaparadza nyika yedu akawanza vakaurayiwa vedu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu pavakangomuona, vakarumbidza mwari wavo vachiti, “Mwari wedu aisa muvengi wedu, mumaoko edu. Mharadzi yenyika yedu, nyakuuraya vazhinji vedu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vakati vachimuona, vakarumbidza mwari wavo, nokuti vakati, “Mwari wedu wakaisa mumaoko edu muvengi wedu, nomuparadzi wenyika yedu, wakauraya vazhinji vedu.”
Shona 2009?
Zvino vanhu vakati vachimuona, vakarumbidza mwari wavo, nokuti vakati, "Mwari wedu wakaisa mumaoko edu muvengi wedu, nomuparadzi wenyika yedu, wakauraya vazhinji vedu."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vakati vachimuona, vakarumbidza mwari wavo, nokuti vakati, “Mwari wedu wakaisa mumaoko edu muvengi wedu, nomuparadzi wenyika yedu, wakauraya vazhinji vedu.”