Judges 16:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Samsoni akati kumukomana wakaŋga akaɓata ruʋoko rwake: Nditendere kuti ndiɓate mbiru dzakatsigira imba, ndisendamire padziri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samusoni akati kumuranda akanga akabata ruoko rwake, “Ndiise pandinogona kubata mbiru dzinotsigira temberi, kuitira kuti ndisendamire padziri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samusoni ndokutaurira mukomana aimutungamirira achiti, “Ndisvitsewo pane mbiru dzakatsigira imba ino iyi, undirege ndimbozembera zvangu padziri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Samusoni akati kumukomana wakanga akabata ruoko rwake, “Nditendere kuti ndibate mbiru dzakatsigira imba, ndisendamire padziri.”
Shona 2009?
Zvino Samusoni akati kumukomana wakanga akabata ruoko rwake, "Nditendere kuti ndibate mbiru dzakatsigira imba, ndisendamire padziri."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Samusoni akati kumukomana wakanga akabata ruoko rwake, “Nditendere kuti ndibate mbiru dzakatsigira imba, ndisendamire padziri.”