Judges 16:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Derira akati kunaSamsoni: Ndiʋudze hako kuti simba rako guru rinobvepi, ʋuye kuti uŋgasuŋgwa neiko, umanikidzwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Dherira akati kuna Samusoni, “Ndiudzewoka chakavanzika chesimba rako guru uye kuti ungasungwa sei kuti ukundwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dheraira akati kuna Samusoni, “Ndiudzeiwo kunobva simba renyu guru, nokusungwa kwamungaitwe kuti mukurirwe nomunhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dherira akati kuna Samusoni, “Ndiudze hako kuti simba rako guru rinobvepi, uye kuti ungasungwa neiko, umanikidzwe.”
Shona 2009?
Zvino Dherira akati kuna Samusoni, "Ndiudze hako kuti simba rako guru rinobvepi, uye kuti ungasungwa neiko, umanikidzwe."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dherira akati kuna Samusoni, “Ndiudze hako kuti simba rako guru rinobvepi, uye kuti ungasungwa neiko, umanikidzwe.”