Judges 16:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Samsoni akati kwaari: Kana ʋakandisuŋga namarunda matȿa manomŋe acigere kuwomeswa, ndicashaiwa simba, ndikaʋa somumŋe munhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samusoni akamupindura akati, “Kana munhu upi zvake akandisunga netambo itsva nomwe dzisina kuomeswa, ndichava munhu asina simba, somumwewo munhu zvake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samusoni akamupindura achiti, “Kana vakandisunga netsembwe itsva dzouta nomwe, tambo dzichiri nyoro, ndichava munhu asina simba ndigoitawo sezvakangoitawo munhu wose wose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Samusoni akati kwaari, “Kana vakandisunga namarunda matsva manomwe achigere kuomeswa, ndichashaiwa simba, ndikava somumwe munhu.”
Shona 2009?
Samusoni akati kwaari, "Kana vakandisunga namarunda matsva manomwe achigere kuomeswa, ndichashaiwa simba, ndikava somumwe munhu."
Shona SUB 2002 Bible
Samusoni akati kwaari, “Kana vakandisunga namarunda matsva manomwe achigere kuomeswa, ndichashaiwa simba, ndikava somumwe munhu.”