Judges 16:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo madzishe aʋaFiristia akamuʋigira marunda matȿa manomŋe acigere kuwomeswa, iye akamusuŋga nawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vatongi vavaFiristia vakamuvigira tambo nomwe itsva dzisina kuomeswa, akamusunga nadzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzishe avaFirisitia vakamuunzira tsembwe dziya dzouta, tambo itsva nomwe dzichiri nyoro, iye akabva amusunga nadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo madzishe avaFirisitia akamuvigira marunda matsva manomwe achigere kuomeswa, iye akamusunga nawo.
Shona 2009?
Ipapo madzishe avaFirisitia akamuvigira marunda matsva manomwe achigere kuomeswa, iye akamusunga nawo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo madzishe avaFirisitia akamuvigira marunda matsva manomwe achigere kuomeswa, iye akamusunga nawo.