Judges 17:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mika akagadza muRevi, jaya iro rikaʋa muprista wake, akagara mumba maMika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mika akagadza muRevhi, jaya rikava muprista wake akagara mumba make.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mika akagadza jaya iri muRevhi iyeyo, rakava mupristi wake, akagara mumusha maMika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mika akagadza muRevhi, jaya iro rikava mupristi wake, akagara mumba maMika.
Shona 2009?
Mika akagadza muRevhi, jaya iro rikava muprista wake, akagara mumba maMika.
Shona SUB 2002 Bible
Mika akagadza muRevhi, jaya iro rikava mupristi wake, akagara mumba maMika.