Judges 17:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mika akati: Ndinoziʋa ɀino kuti Jehova ucandiitira ɀakanaka, ɀandaʋa nomuprista waŋgu uri muRevi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Mika akati, “Zvino ndinoziva kuti Jehovha achandiitira zvakanaka, sezvo muRevhi uyu ava muprista wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mika akachiti, “iye zvino ndava nechokwadi chokuti Tenzi achaita kuti zvinhu zvindifambire zvakanaka nokuti ndava nomupristi wangu wechiRevhi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mika akati, “Ndinoziva kuti Jehovha uchandiitira zvakanaka, zvandava nomupristi wangu ari muRevhi.”
Shona 2009?
Zvino Mika akati, "Ndinoziva kuti Jehovha uchandiitira zvakanaka, zvandava nomuprista wangu ari muRevhi."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mika akati, “Ndinoziva kuti Jehovha uchandiitira zvakanaka, zvandava nomupristi wangu ari muRevhi.”