Judges 17:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati kunamai ʋake: Mashekeri aya esirveri anegumi ramazana nezana rimŋe amakaɓirwa, mukatuka muɓi waɀo, mukataura ʋo iɀoɀo ini ndiciɀinzwa, tarirai sirveri iyeyo iri kwandiri; ndini ndakaitora. Ipapo mai ʋake ʋakati: Mŋanakomana waŋgu ŋgaaropafadzwe naJehova!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akati kuna mai vake, “Mashekeri aya esirivha chiuru nezana rimwe chetea akatorwa kwamuri andakanzwa muchituka munhu wacho akatora, sirivha yacho ndini ndinayo; ndini ndakaitora.” Ipapo mai vake vakati, “Jehovha ngaakuropafadze, mwanakomana wangu!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kuna amai vake, “Chiuru chiya nezana rimwechete remari yesirivha zvamakabirwa, mukarengerera rushambwa nyakuitora wacho ndichinzwa mufungeka, ndini ndakaitora.” Amai vake ndokuti, “Mwanangu, dai Tenzi akachikukomborera zvake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati kuna mai vake, “Mashekeri aya esirivha ane gumi ramazana nezana rimwe amakabirwa, mukatuka mubi wazvo, mukataurawo izvozvo ini ndichizvinzwa, tarirai sirivha iyeyo iri kwandiri; ndini ndakaitora.” Ipapo mai vake vakati, “Mwanakomana wangu ngaaropafadzwe naJehovha!”
Shona 2009?
Iye akati kuna mai vake, "Mashekeri aya esirivha ane gumi ramazana nezana rimwe amakabirwa, mukatuka mubi wazvo, mukataurawo izvozvo ini ndichizvinzwa, tarirai sirivha iyeyo iri kwandiri; ndini ndakaitora." Ipapo mai vake vakati, "Mwanakomana wangu ngaaropafadzwe naJehovha!"
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati kuna mai vake, “Mashekeri aya esirivha ane gumi ramazana nezana rimwe amakabirwa, mukatuka mubi wazvo, mukataurawo izvozvo ini ndichizvinzwa, tarirai sirivha iyeyo iri kwandiri; ndini ndakaitora.” Ipapo mai vake vakati, “Mwanakomana wangu ngaaropafadzwe naJehovha!”