Judges 17:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino murume uyu Mika wakaŋga aneimba yaʋamŋari, akaita efodi neterafimi, akagadza mumŋe waʋanakomana ʋake kuti aʋe muprista wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino murume uyu Mika, akanga ane imba yavamwari, uye akaita efodhi nezvimwe zvifananidzo uye akagadza mumwe wavanakomana vake kuti ave muprista wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mika uyu aiva nemba yebanya mokunamatira vamwari. Akagadzira hanzu yeEfodhi namwari wake anonzi terafimu, akagadza mumwe mwana wake mukomana kuti ave mupristi wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino murume uyu Mika wakanga ane imba yavamwari, akaita efodhi neterafimi, akagadza mumwe wavanakomana vake kuti ave mupristi wake.
Shona 2009?
Zvino murume uyu Mika wakanga ane imba yavamwari, akaita efodhi neterafimi, akagadza mumwe wavanakomana vake kuti ave muprista wake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino murume uyu Mika wakanga ane imba yavamwari, akaita efodhi neterafimi, akagadza mumwe wavanakomana vake kuti ave mupristi wake.