Judges 17:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamazuʋa iwayo kwakaŋga kusinamambo pakati paʋaIsraeri; munhu mumŋe nomumŋe waiita seɀaakafuŋga kuti ndiɀo ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumazuva iwayo Israeri yakanga isina mambo; mumwe nomumwe akaita zvaaiona zvakamunakira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva iyoyo muIsiraeri makanga musina mambo. Yaingova njake njake, munhu wose achingoita zvake zvomusoro wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamazuva iwayo kwakanga kusina mambo pakati pavaIsiraeri; munhu mumwe nomumwe waiita sezvaakafunga kuti ndizvo zvakanaka.
Shona 2009?
Pamazuva iwayo kwakanga kusina mambo pakati pavaIsiraeri; munhu mumwe nomumwe waiita sezvaakafunga kuti ndizvo zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Pamazuva iwayo kwakanga kusina mambo pakati paVaIsiraeri; munhu mumwe nomumwe waiita sezvaakafunga kuti ndizvo zvakanaka.