Judges 17:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kwakaŋga kunejaya raibva Beti‐rehemi‐juda, weimba yaJuda, waiʋa muRevi, wakaŋga agere’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kwakanga kune jaya muRevhi aibva kuBheterehema muJudha, aigara mukati morudzi rwaJudha,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kwaiva nomumwe murume aiva wechidiki wedzinza rokwaRevhi aimbogara muguta reBheterehemu rokwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwakanga kune jaya raibva Bheterehemu-judha, weimba yaJudha, waiva muRevhi, wakanga agerepo.
Shona 2009?
Zvino kwakanga kune jaya raibva Bheterehemu-judha, weimba yaJudha, waiva muRevhi, wakanga agerepo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kwakanga kune jaya raibva Bhetirehemu–judha, wemba yaJudha, waiva muRevhi, wakanga agerepo.