Judges 17:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Murume uyu akabva paguta, paBeti‐rehemi‐juda, kundoɀitȿakira nɀimbo yokugara; pakufamba kwake akaȿika panyika yamakomo yaEfraimi paimba yaMika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akabva muguta iroro achindotsvaka imwe nzvimbo yokugara. Ari munzira yake akasvika napaimba yaMika munyika yezvikomo yeEfuremu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatama kuBheterehemu rokwaJudha ikoko achindotsvaka pokugara. Ari munzira akasvika mumusha waMika kunyika yaEfuraimu yamakomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Murume uyu akabva paguta, paBheterehemu-judha, kundozvitsvakira nzvimbo yokugara; pakufamba kwake akasvika panyika yamakomo yaEfuremu paimba yaMika.
Shona 2009?
Murume uyu akabva paguta, paBheterehemu-judha, kundozvitsvakira nzvimbo yokugara; pakufamba kwake akasvika panyika yamakomo yaEfuremu paimba yaMika.
Shona SUB 2002 Bible
Murume uyu akabva paguta, paBhetirehemu–judha, kundozvitsvakira nzvimbo yokugara; pakufamba kwake akasvika panyika yamakomo yaEfuremu paimba yaMika.