Judges 17:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mika akati kwaari: Wabvepiko? Iye akati kwaari: Ndiri muRevi weBeti‐rehemi‐juda, ndinotȿaka kwandiŋgagara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mika akamubvunza akati, “Unobvepiko?” Iye akati, “Ndiri muRevhi anobva kuBheterehema muJudha, uye ndiri kutsvaka nzvimbo yokugara.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mika akamubvunza achiti, “Unobva kupiko?” Murume uyu ndokuti, “Ndiri muRevhi wokuguta reBheterehemu rokwaJudha. Ndiri kufamba zvangu ndichitsvakawo pokugara.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mika akati kwaari, “Wabvepiko?” Iye akati kwaari, “Ndiri muRevhi weBheterehemu-judha, ndinotsvaka kwandingagara.”
Shona 2009?
Mika akati kwaari, "Wabvepiko?" Iye akati kwaari, "Ndiri muRevhi weBheterehemu-judha, ndinotsvaka kwandingagara."
Shona SUB 2002 Bible
Mika akati kwaari, “Wabvepiko?” Iye akati kwaari, “Ndiri muRevhi weBhetirehemu–judha, ndinotsvaka kwandingagara.”