Judges 18:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mucienda mucandoȿika kuʋanhu ʋagere pasinenjodzi, ʋuye nyika ihuru; nokuti Mŋari wakakupai iyo mumaʋoko enyu; apo hapashaikwi cinhu ciri panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamunosvikako muchawana mumaoko enyu naMwari, nyika isina kana chainoshayiwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana nemiwo mukaendako muchatoonawo kuti vanhu vasina chavanombofungira zvavo. Nyika iyoyo ziendanakuenda mativi ose. Tenzi aisa mumaoko enyu nyika isina chainoshaya chinowanikwa pasi pano.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana muchienda muchandosvika kuvanhu vagere pasine njodzi, uye nyika ihuru; nokuti Mwari wakakupai iyo mumaoko enyu; apo hapashaikwi chinhu chiri panyika.”
Shona 2009?
Kana muchienda muchandosvika kuvanhu vagere pasine njodzi, uye nyika ihuru; nokuti Mwari wakakupai iyo mumaoko enyu; apo hapashaikwi chinhu chiri panyika."
Shona SUB 2002 Bible
Kana muchienda muchandosvika kuvanhu vagere pasina njodzi, uye nyika ihuru; nokuti Mwari wakakupai iyo mumaoko enyu; apo hapashaikwi chinhu chiri panyika.”