Judges 18:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakakwira, ʋakandodzika matente aʋo paKiriati‐jearimi, paJuda; naiɀoɀo ʋakatumidza nɀimbo iyo Mahane‐dani kuȿikira zuʋa ranhasi; tarirai, riri shure kweKiriati‐jearimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vari munzira yavo vakadzika misasa pedyo neKiriati Jearimi muJudha. Ndokusaka nzvimbo iri kumavirira eKiriati Jearimi ichinzi Mahane Dhani kusvikira zuva ranhasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakakwira vakandodzika matendhe avo munyika yokwaJudha kuKiriatijearimu. Ndokusaka pakazonzi Matendheokwadhani kusvikira pari nhasi. Zvino nzvimbo iyoyo iri kumadokero kweKiriatijearimu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakakwira, vakandodzika matende avo paKiriati-jearimi, paJudha; naizvozvo vakatumidza nzvimbo iyo Mahane-dhani kusvikira zuva ranhasi; tarirai, riri shure kweKiriati-jearimi.
Shona 2009?
Vakakwira, vakandodzika matende avo paKiriati-jearimi, paJudha; naizvozvo vakatumidza nzvimbo iyo Mahane-dhani kusvikira zuva ranhasi; tarirai, riri shure kweKiriati-jearimi.
Shona SUB 2002 Bible
Vakakwira, vakandodzika matende avo paKiriati–jearimi, paJudha; naizvozvo vakatumidza nzvimbo iyo Mahane–dhani kusvikira zuva ranhasi; tarirai, riri shure kweKiriati–jearimi.