Judges 18:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pakati paʋo ʋose ʋana ʋaDani ʋakatuma ʋarume ʋashanu ʋeimba yaʋo, ʋarume ʋoʋumhare, ʋakabva Zora neEshtaori, kuzoshora nyika, nokuitarisisa; ʋakati kwaʋari: Endai, mundotarisisa nyika; iʋo ʋakaȿika kunyika yamakomo yaEfraimi, kuimba yaMika, ʋakaʋata’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vaDhani vakatuma varwi vashanu vaibva kuZora neEshitaori kuti vandoshora nyika nokuitarisisa. Varume ava vakanga vachimirira dzimba dzavo dzose. Vakavaudza kuti, “Endai munotarisisa nyika.” Varume vakapinda munyika yezvikomo yaEfuremu vakasvika paimba yaMika, vakavatapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaDhani vakasarudza varume vashanu nyanzvi chaidzo dzokurwa mumhuri dzavo dzose, vakavatuma kundosora nokumema nyika iyoyo vachibva kuZora nokuEshitaori. Vakavati, “Endai mundomema nyika iyoyo.” Vakaenda kunyika yokwaEfuraimu yamakomo, vakasvikira mumusha waMika vakararamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino pakati pavo vose vana vaDhani vakatuma varume vashanu veimba yavo, varume voumhare, vakabva Zora neEshitaori, kuzoshora nyika, nokuitarisisa; vakati kwavari, “Endai, mundotarisisa nyika;” ivo vakasvika kunyika yamakomo yaEfuremu, kuimba yaMika, vakavatapo.
Shona 2009?
Zvino pakati pavo vose vana vaDhani vakatuma varume vashanu veimba yavo, varume voumhare, vakabva Zora neEshitaori, kuzoshora nyika, nokuitarisisa; vakati kwavari, "Endai, mundotarisisa nyika;" ivo vakasvika kunyika yamakomo yaEfuremu, kuimba yaMika, vakavatapo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino pakati pavo vose vana vaDhani vakatuma varume vashanu veimba yavo, varume voumhare, vakabva Zora neEshitaori, kuzoshora nyika, nokuitarisisa; vakati kwavari, “Endai, mundotarisisa nyika;” ivo vakasvika kunyika yamakomo yaEfuremu, kuimba yaMika, vakavatapo.