Judges 18:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mŋoyo womuprista ukafara, akatora efodi, neterafimi, nomufananidzo wakaʋezwa, akapinda napakati paʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo muprista akafara. Akatora efodhi, vamwe vamwari nechifananidzo chakavezwa akaenda pamwe chete navanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupristi akanzwa mwoyo wake kufara, akatora efodhi namaterafimu vamwari vaya nechifananidzo chiya chokuveza ndokuenda ari mukati mavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mwoyo womupristi ukafara, akatora efodhi, neterafimi nomufananidzo wakavezwa, akapinda napakati pavanhu.
Shona 2009?
Zvino moyo womuprista ukafara, akatora efodhi, neterafimi nomufananidzo wakavezwa, akapinda napakati pavanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mwoyo womupristi ukafara, akatora efodhi, neterafimi nomufananidzo wakavezwa, akapinda napakati pavanhu.