Judges 18:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋafamba runhambo kubva paimba yaMika, ʋarume ʋakaŋga ʋagere padzimba dzaiʋa pedyo neimba yaMika ʋakaʋuŋganidzwa, ʋakateʋera ʋaDani, ʋakaʋaɓata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vafamba chinhambwe kubva pamba yaMika varume vaigara pedyo naMika vakadanwa pamwe chete vakatevera vaDhani vakavabata.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti vafamba chinhambwe chaicho, vabva pamusha waMika, vavakidzani vaMika vakaunganidzwa vakatevera vokwaDhani, vakavabata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vafamba runhambo kubva paimba yaMika, varume vakanga vagere padzimba dzaiva pedyo neimba yaMika vakaunganidzwa, vakatevera vaDhani, vakavabata.
Shona 2009?
Zvino vakati vafamba runhambo kubva paimba yaMika, varume vakanga vagere padzimba dzaiva pedo neimba yaMika vakaunganidzwa, vakatevera vaDhani, vakavabata.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vafamba runhambo kubva paimba yaMika, varume vakanga vagere padzimba dzaiva pedyo neimba yaMika vakaunganidzwa, vakatevera vaDhani, vakavabata.