Judges 18:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaɗanidzira kuʋana ʋaDani. Iʋo ʋakaceuka, ʋakati kunaMika: Unotȿakeiko, ɀawaʋuya neɓoka rakaɗai?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakadaidzira mushure mavo, vaDhani vakatendeuka vakati kuna Mika, “Wakaita seiko iwe, zvawadana vanhu vako kuti vazorwa?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakadaidzira kune vokwaDhani, vokwaDhani vakacheuka, vakati kuna Mika, “Chii chaicho chakusvota iwe, kutoita zvokutikokerana kudai?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakadanidzira kuvana vaDhani. Ivo vakacheuka, vakati kuna Mika, “Unotsvakeiko, zvawauya neboka rakadai?”
Shona 2009?
Vakadanidzira kuvana vaDhani. Ivo vakacheuka, vakati kuna Mika, "Unotsvakeiko, zvawauya neboka rakadai?"
Shona SUB 2002 Bible
Vakadanidzira kuvana vaDhani. Ivo vakacheuka, vakati kuna Mika, “Unotsvakeiko, zvawauya neboka rakadai?”