Judges 18:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Manditorera ʋamŋari ʋaŋgu ʋandakaŋga ndaita, nomuprista waŋgu, mukaenda naʋo, ɀino ini ndasarirwa neiko? Muŋgataura sei kwandiri, muciti: Unotȿakeiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapindura akati, “Makatora vamwari vandakaita, uye muprista wangu mukaenda naye. Chii zvino chandasarirwa nacho? Mungabvunza seiko muchiti, ‘Wakaita seiko iwe?’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akapindura achiti, “Aika, manditorera vamwari vangu vandakagadzira, mukanditorera mupristi mukaenda. Zvino chandasara nacho chii pamungatobvunza zvenyu kuti, ‘Chii chakusvota?’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Manditorera vamwari vangu vandakanga ndaita, nomupristi wangu, mukaenda navo, zvino ini ndasarirwa neiko? Mungataura sei kwandiri, muchiti, ‘Unotsvakeiko?’ ”
Shona 2009?
Iye akati, "Manditorera vamwari vangu vandakanga ndaita, nomuprista wangu, mukaenda navo, zvino ini ndasarirwa neiko? Mungataura sei kwandiri, muchiti, `Unotsvakeiko?' "
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Manditorera vamwari vangu vandakanga ndaita, nomupristi wangu, mukaenda navo, zvino ini ndasarirwa neiko? Mungataura sei kwandiri, muchiti, ‘Unotsvakeiko?’ ”