Judges 18:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋari paimba yaMika, ʋakaziʋa inzwi rejaya muRevi; ʋakatsaukira’ko, ʋakati kwaari: Ndianiko wakakuȿitsa pano? Unoɓatei pano? Unotȿakei pano?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vava pedyo nemba yaMika, vakaziva inzwi rejaya muRevhi; saka vakatsaukiramo vakamubvunza vachiti, “Ndianiko akakuuyisa kuno? Unobatei pano? Seiko uri pano?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatsaukira nomumusha maMika nokuti pavakanga vava pedyo nawo vakanzwa mutauriro wejaya rechiRevhi riya vakauziva vakati kwaari, “Ndiani akakuunza kuno? Chii chauri kuita kuno? Basa rako chairo kuno nderei?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vari paimba yaMika, vakaziva izwi rejaya muRevhi; vakatsaukirako, vakati kwaari, “Ndianiko wakakusvitsa pano? Unobatei pano? Unotsvakei pano?”
Shona 2009?
Zvino vakati vari paimba yaMika, vakaziva inzwi rejaya muRevhi; vakatsaukirako, vakati kwaari, "Ndianiko wakakusvitsa pano? Unobatei pano? Unotsvakei pano?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vari paimba yaMika, vakaziva izwi rejaya muRevhi; vakatsaukirako, vakati kwaari, “Ndianiko wakakusvitsa pano? Unobatei pano? Unotsvakei pano?”