Judges 18:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati kwaʋari: Mika wakandiitira ɀokuti neɀokuti, akandiripira, ndikaʋa muprista wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavataurira zvaakanga aitirwa naMika, uye akati, “Akandipa basa uye ndiri muprista wake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
MuRevhi uyu akavapindura achivarondedzera kuti, “Zvandakaitirwa naMika ndezvizvi nezvizvi nezvizvi, akandikumbira kuti ndimushandire somupristi wake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati kwavari, “Mika wakandiitira zvokuti nezvokuti, akandiripira, ndikava mupristi wake.”
Shona 2009?
Iye akati kwavari, "Mika wakandiitira zvokuti nezvokuti, akandiripira, ndikava muprista wake."
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati kwavari, “Mika wakandiitira zvokuti nezvokuti, akandiripira, ndikava mupristi wake.”