Judges 18:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati kwaari: Ɀino citibvunzira hako Mŋari, tiziʋe kana ticafamba ɀakanaka panzira yeɗu yatinofamba nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakati kwaari, “Tapota, tibvunzire Mwari kuti tizive kana rwendo rwedu ruchabudirira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati kwaari, “Tibvunzireiwo kuna Mwari tizive kuti zvatiri kufambira zvichabudirira here?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati kwaari, “Zvino chitibvunzira hako Mwari, tizive kana tichafamba zvakanaka panzira yedu yatinofamba nayo.”
Shona 2009?
Vakati kwaari, "Zvino chitibvunzira hako Mwari, tizive kana tichafamba zvakanaka panzira yedu yatinofamba nayo."
Shona SUB 2002 Bible
Vakati kwaari, “Zvino chitibvunzira hako Mwari, tizive kana tichafamba zvakanaka panzira yedu yatinofamba nayo.”