Judges 18:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muprista akati kwaʋari: Endai norugare, nzira yenyu yamunofamba nayo inofadza Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muprista akavapindura akati, “Endai henyu norugare. Rwendo rwenyu rwatendwa naJehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupristi ndokuvati, “Fambai zvenyu zvakanaka, ziso raTenzi riri pamuri nzira yose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mupristi akati kwavari, “Endai norugare, nzira yenyu yamunofamba nayo inofadza Jehovha.”
Shona 2009?
muprista akati kwavari, "Endai norugare, nzira yenyu yamunofamba nayo inofadza Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Mupristi akati kwavari, “Endai norugare, nzira yenyu yamunofamba nayo inofadza Jehovha.”