Judges 19:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino namazuʋa iwayo kusisinamambo pakati paIsraeri, mumŋe muRevi waigara mberi kwenyika yamakomo yaEfraimi, akaɀitorera mukadzi muroŋgo pa‐Beti‐rehemi‐juda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumazuva iwayo Israeri yakanga isina mambo. Zvino mumwe muRevhi akanga achigara munyika iri kure yezvikomo yeEfuremu akatora murongo aibva kuBheterehema muJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mazuva iwayo pakanga muIsiraeri musina mambo, mumwe muRevhi aigara kumuchetocheto kwenyika yamakomo yokwaEfuraimu, akaparika mumwe mukadzi wokuBheterehemu rokwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino namazuva iwayo kusina mambo pakati paIsiraeri, mumwe muRevhi waigara mberi kwenyika yamakomo yaEfuremu, akazvitorera mukadzi murongo paBheterehemu-judha.
Shona 2009?
Zvino namazuva iwayo kusina mambo pakati paIsiraeri, mumwe muRevhi waigara mberi kwenyika yamakomo yaEfuremu, akazvitorera mukadzi murongo paBheterehemu-judha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino namazuva iwayo kusina mambo pakati paIsiraeri, mumwe muRevhi waigara mberi kwenyika yamakomo yaEfuremu, akazvitorera mukadzi murongo paBhetirehemu–judha.