Judges 19:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kumuranda wake: Hendei, tisweɗere kuneimŋe yenɀimbo idzi, tiʋate paGibea kana paRama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaenderera mberi akati, “Uyai, tiedze kusvika kuGibhea kana kuRama tigovata mune imwe yenzvimbo idzi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kumuranda wake, “Uya tiende uku kune dzimwe nzvimbo tindorara tava kuGibhea kana kuti kuRama.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kumuranda wake, “Hendei, tiswedere kune imwe yenzvimbo idzi, tivate paGibhea kana paRama.”
Shona 2009?
Akati kumuranda wake, "Hendei, tiswedere kune imwe yenzvimbo idzi, tivate paGibhiya kana paRama."
Shona SUB 2002 Bible
Akati kumuranda wake, “Hendei, tiswedere kune imwe yenzvimbo idzi, tivate paGibhia kana paRama.”