Judges 19:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakapfuʋura parwendo rwaʋo, ʋakaʋirirwa pedyo neGibea, raiʋa guta raʋaBenjamini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakapfuurira mberi, uye zuva rakavira pavakanga vasvika muGibhea muBhenjamini.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka vakapfuurira vakazodokerwa nezuva vava pedyo neGibhea riri munyika yokwaBenjamini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakapfuura parwendo rwavo, vakavirirwa pedyo neGibhea, raiva guta ravaBhenjamini.
Shona 2009?
Ipapo vakapfuura parwendo rwavo, vakavirirwa pedo neGibhiya, raiva guta ravaBhenjamini.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakapfuura parwendo rwavo, vakavirirwa pedyo neGibhia, raiva guta ravaBhenjamini.