Judges 19:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino muroŋgo wake akafeʋa, akabva kwaari, akaenda kumba kwaɓaɓa ʋake paBeti‐rehemi‐juda, akagara’ko mŋedzi minna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi akanga asina kutendeka kwaari. Akamusiya akadzokerazve kumba kwababa vake kuBheterehema, Judha. Mushure mokunge agarako kwemwedzi mina,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murongo uyu akashatirirwa murume wake akapomoka pamurume akaenda kumusha kwababa wake kuBheterehemu rokwaJudha, akagarako mwedzi mina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino murongo wake akafeva, akabva kwaari, akaenda kumba kwababa vake paBheterehemu-judha, akagarako mwedzi mina.
Shona 2009?
Zvino murongo wake akafeva, akabva kwaari, akaenda kumba kwababa vake paBheterehemu-judha, akagarako mwedzi mina.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino murongo wake akafeva, akabva kwaari, akaenda kumba kwababa vake paBhetirehemu–judha, akagarako mwedzi mina.