Judges 19:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mutana akati: Faro hako, ɀose ɀaunoshaiwa, ini ndicakupa; asi usaʋata munzira yomuguta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Harahwa yakati, “Munogona kuuya kumba kwangu. Ndichakupai zvose zvamunoshayiwa. Asi bedzi usavata pachivara.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Harahwa iya ndokuti, “A zvakanaka wani. Iniwo ndichakupai zvose zvamungadaro musina. Chete, zvokuti murare panze pano apa panhandare aiwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mutana akati, “Farao hako, zvose zvashaiwa, ini ndichakupa; asi usavata munzira yomuguta.”
Shona 2009?
Zvino mutana akati, "Farao hako, zvose zvawaishaiwa, ini ndichakupa; asi usavata munzira yomuguta."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mutana akati, “Farao hako, zvose zvashaiwa, ini ndichakupa; asi usavata munzira yomuguta.”