Judges 19:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akaʋaisa mumba make, akapa mboŋgoro ɀokudya; ʋakashambidza tsoka dzaʋo, ʋakadya nokunwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akamutora akamupinza mumba make uye akapa mbongoro dzake zvokudya. Vakati vashamba tsoka dzavo, vakadya zvokudya uye vakanwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro akaenda navo kumba kwake, akapa madhongi zvokudya, ivo vakashamba makumbo avo vakadya vakamwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akavaisa mumba make, akapa mbongoro zvokudya; vakashambidza tsoka dzavo, vakadya nokunwa.
Shona 2009?
ipapo akavaisa mumba make, akapa mbongoro zvokudya; vakashambidza tsoka dzavo, vakadya nokumwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akavaisa mumba make, akapa mbongoro zvokudya; vakashambidza tsoka dzavo, vakadya nokunwa.