Judges 19:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ishe wake wakamuka maŋgwanani, akazarura mikoʋa yeimba, akaɓuɗa, aciɗa kupfuʋura parwendo rwake; akawana mukadzi, iye muroŋgo wake, akawira pasi pamukoʋa weimba, maʋoko ake ari pacikumbaridzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tenzi wake akati achimuka mangwanani akazarura mukova wemba akabuda panze kuti afambire mberi norwendo rwake, onei hoyo murongo wake avete akawira pasi pamukova wemba, maoko ake ari pachikumbaridzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi wake akamuka mangwanani ndokuzarura misuo yemba iye ava kuda kupinda murwendo wanei murongo wake akati rapata pamuso wemba ipapo, maoko ake ari pachiguvare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ishe wake wakamuka mangwanani, akazarura mikova yeimba, akabuda, achida kupfuura parwendo rwake; akawana mukadzi, iye murongo wake, akawira pasi pamukova weimba, maoko ake ari pachikumbaridzo.
Shona 2009?
Zvino ishe wake wakamuka mangwanani, akazarura mikova yeimba, akabuda, achida kupfuura parwendo rwake; akawana mukadzi, iye murongo wake, akawira pasi pamukova weimba, maoko ake ari pachikumbaridzo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ishe wake wakamuka mangwanani, akazarura mikova yeimba, akabuda, achida kupfuura parwendo rwake; akawana mukadzi, iye murongo wake, akawira pasi pamukova weimba, maoko ake ari pachikumbaridzo.