Judges 19:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Simuka, tiende; asi hakuna‐wakapindura; ipapo akamuisa pamboŋgoro yake, murume akasimuka, akaenda kumba kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati kwaari, “Muka; handei.” Asi pakanga pasina mhinduro. Ipapo murume uya akamuisa pambongoro akasimuka akaenda kumusha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwaari, “Simuka tiende.” Asi haana kudaira. Murume uyu akamuisa padhongi ndokusimuka oenda kumusha kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Simuka, tiende;” asi hakuna wakapindura; ipapo akamuisa pambongoro yake, murume akasimuka, akaenda kumba kwake.
Shona 2009?
Akati kwaari, "Simuka, tiende;" asi hakuna wakapindura; ipapo akamuisa pambongoro yake, murume akasimuka, akaenda kumba kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Simuka, tiende;” asi hakuna wakapindura; ipapo akamuisa pambongoro yake, murume akasimuka, akaenda kumba kwake.