Judges 19:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati aȿika kumba kwake, akatora ɓaŋga, akaɓata muroŋgo wake, akaɗimuranya mitezo yake, akaita nhindi dzinegumi nembiri, akadzituma munyika yose yaʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati achisvika kumusha, akatora banga akaguragura murongo wake, mutezo muzvidimbu gumi nezviviri akazvitumira munzvimbo dzose dzeIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume uyu akati apinda mumba make akatora banga ndokucheka-cheka mukadzi wake iyeyu, muzvidimbu gumi nezviviri, ndokutumira kumativi ose eIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakati asvika kumba kwake, akatora banga, akabata murongo wake, akadimuranya mitezo yake, akaita nhindi dzine gumi nembiri, akadzituma munyika yose yavaIsiraeri.
Shona 2009?
Wakati asvika kumba kwake, akatora banga, akabata murongo wake, akadimuranya mitezo yake, akaita nhindi dzine gumi nembiri, akadzituma munyika yose yavaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Wakati asvika kumba kwake, akatora banga, akabata murongo wake, akadimuranya mitezo yake, akaita nhindi dzine gumi nembiri, akadzituma munyika yose yaVaIsiraeri.