Judges 19:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino murume wake akasimuka, akamuteʋera, anomuranda wake nemboŋgoro mbiri, akataura ɀakanaka naye, kuti amudzosere ɀe kwaari, iye mukadzi akamuisa kumba kwaɓaɓa ʋake; ɀino ɓaɓa ʋomusikana ʋakati ʋacimuʋona, ʋakafara kusoŋgana naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
murume wake akaenda kwaari kundomunyengetedza kuti adzoke. Akanga ane muranda wake nembongoro mbiri. Akamupinza mumba mababa vake, uye baba vake vakati vamuona, vakamugamuchira nomufaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume wake akasimuka akamutevera kundomunyengetedza kuti adzoke. Zvaakamutevera aiva nomuranda wake namadhongi maviri. Akasvika kwavatezvara vake. Vatezvara vake pavakamuona, vakamuchingura norufaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino murume wake akasimuka, akamutevera, ano muranda wake nembongoro mbiri, akataura zvakanaka naye, kuti amudzoserezve kwaari, iye mukadzi akamuisa kumba kwababa vake; zvino baba vomusikana vakati vachimuona, vakafara kusangana naye.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible