Judges 19:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋose ʋakati ʋaciɀiʋona, ʋakati: Ciŋguʋa ʋana ʋaIsraeri ʋakakwira ʋacibva panyika yeEgipita, kuȿikira zuʋa ranhasi, hakunecinhu cakaɗai cakaitwa kana cakaʋonekwa; raŋgarirai iɀoɀo, muraŋgane, mutaure.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe nomumwe akazviona akati, “Chinhu chakadai hachina kutongoonekwa kana kuitwa, kubva pazuva rakabuda vaIsraeri muIjipiti. Fungai pamusoro pazvo! Zvicherechedzei! Tiudzei zvokuita!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose zvavo vakazviona vakati, “Zvinhu zvakadai hazvisati zvamboitika kana kumbooneka muIsiraeri kubvira zuva rakabuda vaIsiraeri munyika yeIjipiti kusvikira nhasi uno. Nyatsozvifungai, murangane zvokuita mutiudze.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vose vakati vachizviona, vakati, “Chinguva vana vaIsiraeri vakakwira vachibva panyika yeIjipiti, kusvikira zuva ranhasi, hakune chinhu chakadai chakaitwa kana chakaonekwa; rangarirai izvozvo, murangane mutaure.”
Shona 2009?
Zvino vose vakati vachizviona, vakati, "Chinguva vana vaIsiraeri vakakwira vachibva panyika yeIjipiti, kusvikira zuva ranhasi, hakune chinhu chakadai chakaitwa kana chakaonekwa; rangarirai izvozvo, murangane mutaure."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vose vakati vachizviona, vakati, “Chinguva vana VaIsiraeri vakakwira vachibva panyika yeIjipiti, kusvikira zuva ranhasi, hakuna chinhu chakadai chakaitwa kana chakaonekwa; rangarirai izvozvo, murangane mutaure.”