Judges 19:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakagara pasi, ʋakadya, ʋakanwa ʋose; ɓaɓa ʋomusikana ʋakati kumurume: Tenda hako ugare ʋusiku bgose, mŋoyo wako ufare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vose vari vaviri vakagara pasi kuti vadye nokunwa pamwe chete. Mushure maizvozvo, baba vomusikana vakati, “Ndapota chivata hako usiku uno uye umbofara.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka varume ava vari vaviri vakagara zvavo pasi vakadya vakanwa pamwechete. Baba womusikana uyu vakati kumukuwasha wavo, “Dai wachirara zvako pano uchifara.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakagara pasi, vakadya, vakanwa vose; baba vomusikana vakati kumurume, “Tenda hako ugare usiku hwose, mwoyo wako ufare.”
Shona 2009?
Ipapo vakagara pasi, vakadya, vakamwa vose; baba vomusikana vakati kumurume, "Tenda hako ugare usiku hwose, moyo wako ufare."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakagara pasi, vakadya, vakanwa vose; baba vomusikana vakati kumurume, “Tenda hako ugare usiku hwose, mwoyo wako ufare.”