Judges 19:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi murume wakasimuka, aciɗa kubva; mukarabga wake akamugombedzera, akaʋata’po ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye murume uyu akati asimuka kuti aende, tezvara vake vakamunyengetedza, saka akavatapo usiku uhwo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ava mangwana acho, mukuwasha paakamuka oda kuenda, vatezvara vake vakamugombedzera kudzamara ararapo zvakare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi murume wakasimuka, achida kubva; mukarahwa wake akamugombedzera, akavatapozve.
Shona 2009?
Asi murume wakasimuka, achida kuziva; mukarahwa wake akamugombedzera, akavatapozve.
Shona SUB 2002 Bible
Asi murume wakasimuka, achida kubva; mukarahwa wake akamugombedzera, akavatapozve.